8 Jefferson Road, Hatfield, Harare, Zimbabwe

Tag: Paulo Mwazha

Wakasika Zvose Zvinhu (Hymn 10)

Wakasika zvose zvinhu, Iwe Mwari woga Pasina wakayamura, Kuzviita kwako Aya Makomo amire, Akasikwa newe, Akamira akasimba, Nokutsigwa newe Nayo Mvura yatinonwa, Takapiwa newe. Nako kudya kwatinodya, Takapiwa newe. Wakasika vanhu iwe, Nokufana newe, Ukavapa zvinhu zvose, Zvikavakodzera. Kwasvika muvengi wavo, Akavabvutira, Vakusiya iwe Mwari, Vakanzwa izwi rake. Wakati kuvaponisa, […]

Kudza Jehovah Mukuru (Hymn 160)

Kudza Jehovah Mukuru (Hymn 160) Kudza Jehovah mukuru! Kurumbidzai mose! Wakatipa gore idzva Wakakurumbidzwa Wakatichengeta Iye Gore rapfuura Tose tiri mberi kwako Nezvipiko zvedu Tinotenda Mwari Baba Nedzo tsitsi dzako Tinozvipa Kwauri Neyo mwoyo yedu Tinoda kurumbidza Namabasa edu Toda kutevera Jesu Tiende kudenga Dzose nguva dzatinadzo Dzive dzako Ishe […]

slide
slide

Edmos Shumba’s Testimony – Migraine gone with Baptism

I had a serious migraine since 1974: my parents tried every trick to have this illness cured but in vain. When I started working in 1990 I visited all the reputable private doctors and a foreign neurologist but in vain. I resigned myself to a life of tablets everyday.  Muviri […]

slide

Mutumwa waMwari waronda tsoka dzaJesu Kristu ndiPaul Mwazha

Mutumwa waMwari waronda tsoka dzaJesu Kristu ndiPaul Mwazha. Dombo reSion ndiPaul Mwazha.. Mutumwa waMwari waronda Tsoka dzaJesu Kristu ndiPaul Mwazha. X2 (Waronda Tsoka idombo reSion) CHORUS Idombo reSion Paul Mwazha X5 PaGuvambwa, Ndarikure kana paWinterveldt. X2 Idombo reSion paGuvambwa, X2 Idombo reSion paWinterveldt, X2 Idombo reSion Ndarikure, X2 Idombo reSion […]

slide