8 Jefferson Road, Hatfield, Harare, Zimbabwe

Tag: Pretoria

Paul Mwazha Teaching Easter Sabbath 2014

Paul Mwazha’s teaching at Guvambwa 19 April 2014, Easter Sabbath Vana vaBaba vangu, nyika yava kuguma. Mazvinzwa. Eh Mobatisisa, togadzirira. Togadzirira kuuya kwaJesu. Inguva yekupinda muChurch yaJesu iyi. Nhaika. Vanhu vachibhabhatidzwa imomo. Ndomune dzidziso yaMwari. Vachigamuchira Mweya Mutsvene imomo, vachifamba munzira dzaMwari. Nhaika. Eh. Zvino asi tinofara zviri kuita, nyika […]