8 Jefferson Road, Hatfield, Harare, Zimbabwe

Tag: Wakasika Zvose Zvinhu

Wakasika Zvose Zvinhu (Hymn 10)

Wakasika zvose zvinhu, Iwe Mwari woga Pasina wakayamura, Kuzviita kwako Aya Makomo amire, Akasikwa newe, Akamira akasimba, Nokutsigwa newe Nayo Mvura yatinonwa, Takapiwa newe. Nako kudya kwatinodya, Takapiwa newe. Wakasika vanhu iwe, Nokufana newe, Ukavapa zvinhu zvose, Zvikavakodzera. Kwasvika muvengi wavo, Akavabvutira, Vakusiya iwe Mwari, Vakanzwa izwi rake. Wakati kuvaponisa, […]