Ndinotenda Mwari wakatuma Paul Mwazha we Africa kuzorodza vanotenda. Uye ndinotenda Mwari akapinda kumutungamiri/vaundamiri vakaita Blog iri. It was professionally done. Africa Forward,never backwards!
i would like to thank God of Paul Mwavha of africa,who answering my prayers, the are many good things that are happening in my life. make me do Your laws in the name of JESUS who sent Paul Mwavha of africa.
Takangodiwa hedu,saka ngatimudeiwo hedu……..Mwari IPA Pauro Mwazha weAfrica makore mazhinji tinaye…..Amen!!!!!!!
Kudzai Jehovah!
Ndinotenda Mwari wakatuma Paul Mwazha we Africa kuzorodza vanotenda. Uye ndinotenda Mwari akapinda kumutungamiri/vaundamiri vakaita Blog iri. It was professionally done. Africa Forward,never backwards!
Mitemo gumi ndikokutenda
Africa forward ever
Pauro wakatumwa kuparidza vhangeri naJesu, yoruponesu muAfrica. Kuti tiende kudenga taponeswa naye. Amen.
i would like to thank God of Paul Mwavha of africa,who answering my prayers, the are many good things that are happening in my life. make me do Your laws in the name of JESUS who sent Paul Mwavha of africa.
wakatumwa najesu pamazuva edu okupedzisira mwari atibatsire pazvinhu izvi zvakatiwira
ishe wedu tinaye..aripakati pedu
Rega kundisiya baba nyange ndiri mutadzi