8 Jefferson Road, Hatfield, Harare, Zimbabwe

Tag: Pauro Mwazha

Tiende kudenga tinoona mavanga mumaoko ake – Paul Mwazha

Tiende kudenga tinoona mavanga mumaoko ake Vanokumbira vanopihwa, vanotsvaga vanowana, vachitenda kuti Jesu ndiye Ishe wavo Wasara kudenga kunoona mavanga mumaoko ake

Random Tweets @TheAfrApoChurch was Mentioned Feb 2015

@TheAfrApoChurch I love the church — linkson (@linkson5) February 19, 2015 @TheAfrApoChurch glory be to God — mcn (@mcndhlovu) February 13, 2015 https://twitter.com/wendiezulu/status/570235812106899456 @TheAfrApoChurch nice tweet — ladudu (@olyvor) February 6, 2015 @theafrapochurch fambai neshoko vanhu ve Africa ndinofara kunzwa kuti mukufamba zvakanaka Mwari ngaave nemi — @M Munene (@MMunene1) […]

Paul Mwazha Teaching Easter Sabbath 2014

Paul Mwazha’s teaching at Guvambwa 19 April 2014, Easter Sabbath Vana vaBaba vangu, nyika yava kuguma. Mazvinzwa. Eh Mobatisisa, togadzirira. Togadzirira kuuya kwaJesu. Inguva yekupinda muChurch yaJesu iyi. Nhaika. Vanhu vachibhabhatidzwa imomo. Ndomune dzidziso yaMwari. Vachigamuchira Mweya Mutsvene imomo, vachifamba munzira dzaMwari. Nhaika. Eh. Zvino asi tinofara zviri kuita, nyika […]