8 Jefferson Road, Hatfield, Harare, Zimbabwe

Tag: Prodigal Son

Ini ndadzoka kwamuri Baba – Luke 15:11-32

Ini ndadzoka kwamuri Baba Ini ndadzoka ndive somuranda Ini ndadzoka kumusha Baba Ndibatei somuranda Iyo Nhaka pfuma yeupenyu Yakatange nayo kure kure Akaidya pamwe neshamwari Yakapedzwa nezvipfeve Pfuma yose yakati yapera Zano zvose mufaro zavapera Akafunga zvokutsvaga basa Akawana renguruve Kudya kwakwe, kudya kwenguruve Nzara nhamo zvomumanikidza Zviri nani ndidzoke […]